Home
Join Zimdays
  What's New?
Yearbook
ZimSchoolDays
Neighbours
 
Music New (Beta)
Remember
Life after Zim
Chat
Testimonials
Send a Picture New
FAQ & Help
New
 
Advertise Here
Advertiser Login
Advertise Here
Advertiser Login
 
 
 
 
Login
Username
Password
Remember my password
   
  Read this!
   
Kufudza mombe kuNDAU, kwa...
 
Kufudza mombe kuNDAU, kwaMesesi, Dziva repombi
Yaiti kan holiday yaDecember yasvika, vese vekumatown vaiuya kumusha, mombe dzaikokeredzwanwa, takananga, kumundamurefu, ku13. Waiti kana usingafudziri mombe ku13, kundau, haiwa hausi mufudzi wemombe...taiswero tamba nhanzwa paruware rekundau, mombe dzichifura dzega kumupata , muchikomo chirefu...kana dzaguta dzonwa mvura padziva repombi...kana dzarasika waingonzwa ne hu-uhwe-ewu woziva kuti pane asipo. Zvino taiti toenda kumba kwedu kwamarira kumagobo, mabhuru vana Over, Matsoro nanaRokeni, ndopoorwa, varume woye, zvanga zvakaoma...pamwe taizo pfuura nekudhidho rekwamagomana, todzinganiswa naJerasi weku1, totiza takananga kuzvikomo zvemugodhi....kwanhasi tombogumira pano, umwe ngaapedzise
Tapiwa, Chacha 1990s
This text has not been reviewed by a Zimdays Human editor
 
Memories 1 to 1 of 1
 
Respond to this memory
 
Browse more memories
 
Create new memory topic
 
Return to Shurugwi Villages
 
Report abuse
 
Although every endeavour is made to police and edit the postings made at Zimdays, we do rely on our members to report any abuse of the site. For the good of all our members, please contact us in confidence to report anything that you find is abusive on these pages.
 
  Back to top